• Open Daily: 10am - 10pm
    Alley-side Pickup: 10am - 7pm

    3038 Hennepin Ave Minneapolis, MN
    612-822-4611

Open Daily: 10am - 10pm | Alley-side Pickup: 10am - 7pm
3038 Hennepin Ave Minneapolis, MN
612-822-4611
Shavi Rechikadzi

Shavi Rechikadzi

Paperback

Horror

Publisher Price: $18.00

ISBN10: 1999707710
ISBN13: 9781999707712
Publisher: Belontos Books
Published: Jun 25 2017
Pages: 426
Weight: 1.25
Height: 0.87 Width: 6.00 Depth: 9.00
Language: Shona

Shavi Rechikadzi

Zimbabwe Music & Arts Awards (ZIMAA) 2016 Best Fiction Book of the Year

Vakuru vakati, Chinokanganwa idemo, asi muti wakatemwa haukanganwi. Panotanga kupera vakomana vechikwata chaizvidaidza nezita rekuzvitsutsuma rekuti The Flava Crü, vanhu vanotadza kunzwisisa kuti zvauya sei. Chainyanyonetsa mapurisa ndeche kuti vakomana ava vaita sevaurawa negaranyanya rine nzwara dzino pinza, asi chiri chikara chavaitadza kudoma. Nyangwe panotanga kufawo vabereki vevakomana ava, pamwe negweta rainzi Robbie Rangwani, hapana akakurumidza kunyumwa kuti vese ava vakange vave kurumwa nechekuchera. Ko, handiti vakomana ava ndivo vamwechete vekuita gombedzanwa rekubata chibharo musikana webasa ainzi Nhamo Mpariwa? Handiti ndivo vabereki vekurangana, sevanhu vaive nemari nechiremera muchita, kuti vana vavo vasapikire mhosva iyi? Zvino, kana vaifunga kuti mhosva yavo yairova, vakange vave kuzvionera kuti dzimwe mhosva hadzirove asi dzinodzoka dzakura, dziine masimba anotyisa.....

Also in

Horror