• Open Daily: 10am - 10pm
    Alley-side Pickup: 10am - 7pm

    3038 Hennepin Ave Minneapolis, MN
    612-822-4611

Open Daily: 10am - 10pm | Alley-side Pickup: 10am - 7pm
3038 Hennepin Ave Minneapolis, MN
612-822-4611
Nhaka Yamwari Mauri!: Uri Chinhu Chikuru Chechishuwo Chamwari!

Nhaka Yamwari Mauri!: Uri Chinhu Chikuru Chechishuwo Chamwari!

Paperback

General Christianity

ISBN10: 1505888034
ISBN13: 9781505888034
Publisher: Createspace
Published: Jan 2 2015
Pages: 150
Weight: 0.34
Height: 0.32 Width: 5.00 Depth: 8.00
Language: Shona
Zvakasangana neMunhu pakutanga, paakamuka kuzvisikwa, zvaive kuzara kweratidziro rwerudo RwaMwari ...mutsa waMwari zvakare kuyemurwa! Mwari rudo ...zvakare rudo urwu rwaikwanisa kuva nezororo ...mukusangana ...nemunhu wemhando imwe chete pamwe nemucherechedzo! Mwari vanokwanisa kuwana zororo Ravo chete mumunhu wemufananidzo nemucherechedzo mumwe Saivo ...munhu ane rudo rumwe chete seRwavo ...rudo rwemhando imwe chete neRwavo. Rudo runokwanisa kuwana zororo raro murudo zvakare! Rudo runokwanisa kugutswa nerudo! Rudo runoshuvira mumwe munhu wekuda ...Rudo runoda rudaviro rwemhando imwe chete pamwe nezvaruri zvimwe! Mwari, mukusika Kwavo kwevanhu, vakagadzira munhu wekuti Vaigoverana naye kuenzana! Mukusika Kwavo munhu, Mwari vakada nekugadzira munhu Wavaipa rudo Rwavo! Vakashuvira rudaviro rumwe chete zvakare rwemhando imwe chete mumunhu iyeye, anodanwa kuti munhu! Tarira, Munhu pachake anokwanisa kutenda pamwe nekudavira kurudo RwaMwari padanho rekuvonga. Chishuwo mumunhu chekuva muhukama naMwari chakaberekwa nokusangana kwekutanga nekuona kuyemurwa naMwari mukati mebindu. Kudzokera shure murudo rwekuyemura Rwavanopa ndiko kunopa rudaviro rwakafanira kurudo Rwake! 1 Johani 4:19, Tinomuda nokuti Ndiye akatanga kutida.

Also in

General Christianity